Mabasa 14:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pavakasvika vakaunganidza sangano vakataura zvose zvakaitwa naMwari achivashandisa uye kuti Mwari akanga azarura sei musuo wechitendero kune vechirudzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakati ʋaȿika, ʋakaʋuŋganidza kereke, ʋakarondedzera ɀose ɀakaŋga ɀaitwa naMŋari naʋo, ʋuye kuti wakaŋga azarurira ʋahedeni mukoʋa wokutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Vakati vasvika, vakaunganidza kereke, vakarondedzera zvose zvakanga zvaitwa naMwari navo, uye kuti akanga azarurira vahedheni musuo wokutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pavakasvika vakaunganidza sangano vakataura zvose zvakaitwa naMwari achivashandisa uye kuti Mwari akanga azarura sei musuo wechitendero kune vechirudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pavakasvika vakaunganidza sangano vakataura zvose zvakaitwa naMwari achivashandisa uye kuti Mwari akanga azarura sei musuo wechitendero kune vechirudzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Vakati vasvika ikoko, vakaunganidza kereke pamwe chete vakavarondedzera zvose zvakanga zvaitwa naMwari kubudikidza navo uye kuti akanga avazarurira sei mukova wokutenda kune veDzimwe Ndudzi. Viz kapitola |