Mabasa 14:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kubva ipapo vakaenda nechikepe kuAndiyoku kuya kwavakaturirwa kunyasha dzaMwari zvichiitira basa irori ravakanga vachangopedza kuita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ʋakabva’po, ʋakaenda Antiokia necikepe, apo paʋakaŋga ʋaiswa panyasha dzaMŋari kuɓate‐ɓasa raʋakaŋga ʋapedzisa ɀino. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Vakabvapo, vakaenda Andioki nechikepe, apo pavakanga vaiswa panyasha dzaMwari kubata basa ravakanga vapedzisa zvino. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kubva ipapo vakaenda nechikepe kuAndiyoku kuya kwavakaturirwa kunyasha dzaMwari zvichiitira basa irori ravakanga vachangopedza kuita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Kubva ipapo vakaenda nechikepe kuAndiyoku kuya kwavakaturirwa kunyasha dzaMwari zvichiitira basa irori ravakanga vachangopedza kuita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Kubva paAtaria vakakwira chikepe vakadzokera kuAndioki, kuya kwavakanga vakumikidzwa kunyasha dzaMwari pabasa ravakanga vapedza zvino. Viz kapitola |