Mabasa 14:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakazopfuura nokuPisidhia vakasvika kuPamufuria. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋakagura nePisidia, ndokuȿika Pamfiria. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vakagura nePisidhia, ndokusvika Pamufiria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakazopfuura nokuPisidhia vakasvika kuPamufuria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakazopfuura nokuPisidhia vakasvika kuPamufuria. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Shure kwokupinda kwavo nomuPisidhia, vakasvika muPamufiria, Viz kapitola |