Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 14:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pavakavasarudzira vakuru vakuru musangano rimwe nerimwe vachinamata nokutsanya, vakavakumikidza kuna Tenzi wavakanga vakatenda maari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ʋakaʋasanaŋgurira ʋakuru pakereke imŋe neimŋe, ʋakanyeŋgetera, ʋaciɀinyima ɀokudya, ʋakaʋaisa kunaShe, waʋaitenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Vakavasanangurira vakuru pakereke imwe neimwe, vakanyengetera, vachizvinyima zvokudya, vakavaisa kuna Ishe, wavaitenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Pavakavasarudzira vakuru vakuru musangano rimwe nerimwe vachinamata nokutsanya, vakavakumikidza kuna Tenzi wavakanga vakatenda maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Pavakavasarudzira vakuru vakuru musangano rimwe nerimwe vachinamata nokutsanya, vakavakumikidza kuna Tenzi wavakanga vakatenda maari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Pauro naBhanabhasi vakagadza vatungamiri mukereke imwe neimwe uye nokunyengetera nokutsanya, vakavakumikidza kuna She, uyo wavaivimba naye.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 14:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy