Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 14:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Asi kwakava navaJudha vakabva kuAndiyoku nokuIkoniumu vakafurira vanhu vakataka Pauro namabwe vakamuzvuvira kunze kweguta vachifunga kuti afa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ipapo ʋaJuda ʋakabva Antiokia neIkonio, ʋakaȿika, ʋakamutsa mŋoyo yaʋanhu ʋazhinji, ʋakataka Pauro namabge, ʋakamukweʋera kunze kweguta ʋaciti wafa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ipapo vaJudha vakabva Andioki neIkonio, vakasvika, vakamutsa mwoyo yavanhu, vakataka Pauro namabwe, vakamukwevera kunze kweguta vachiti wafa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Asi kwakava navaJudha vakabva kuAndiyoku nokuIkoniumu vakafurira vanhu vakataka Pauro namabwe vakamuzvuvira kunze kweguta vachifunga kuti afa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Asi kwakava navaJudha vakabva kuAndiyoku nokuIkoniumu vakafurira vanhu vakataka Pauro namabwe vakamuzvuvira kunze kweguta vachifunga kuti afa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ipapo vamwe vaJudha vaibva kuAndioki nokuIkoniamu vakauya vakasvikopindura mwoyo yavanhu vazhinji ava. Vakataka Pauro namabwe ndokumuzvuzvurudzira kunze kweguta, vachifunga kuti afa.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 14:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy