Mabasa 14:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 KuIkoniumu vakapinda vose pamwechete musinagogu yavaJudha vakataura zvokuti boka guru ravaJudha navaGiriki rakatenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino paIkonio ʋakapinda kamŋe ʋose musinagoge raʋaJuda, ʋakataura nokuɗaro kuti ʋazhinji‐zhinji ʋaʋaJuda naʋaGiriki ʋakatenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino paIkonio vakapinda kamwe vose musinagoge ravaJudha, vakataura nokudaro kuti vazhinjizhinji vavaJudha navaGiriki vakatenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 KuIkoniumu vakapinda vose pamwechete musinagogu yavaJudha vakataura zvokuti boka guru ravaJudha navaGiriki rakatenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 KuIkoniumu vakapinda vose pamwechete musinagogu yavaJudha vakataura zvokuti boka guru ravaJudha navaGiriki rakatenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 PaIkoniamu Pauro naBhanabhasi vakasvikopinda musinagoge ravaJudha sezvavaisiita nguva dzose. Imomo vakataura zvinobata mwoyo kwazvo zvokuti vaJudha vazhinji neveDzimwe Ndudzi vakatenda. Viz kapitola |