Mabasa 13:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ndizvo zvatakaudzwa naTenzi kuti tinofanira kuita paakati, “ ‘Inga ndakaita kuti uve chiedza kune vechirudzi kuti ruponeso rwangu rusvike kwakaperera nyika chaiko.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Nokuti Ishe wakatiraira saiɀoɀo, aciti: Ndakakuisa kuti uʋe ciedza caʋahedeni, Kuti uʋe ruponeso kuȿikira kumugumo wenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Nokuti Ishe wakatirayira saizvozvo, achiti, ‘Ndakakuisa kuti uve chiedza chavahedheni, Kuti uve ruponeso kusvikira kumugumo wenyika.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ndizvo zvatakaudzwa naTenzi kuti tinofanira kuita paakati, “ ‘Inga ndakaita kuti uve chiedza kune vechirudzi kuti ruponeso rwangu rusvike kwakaperera nyika chaiko.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Ndizvo zvatakaudzwa naTenzi kuti tinofanira kuita paakati, “ ‘Inga ndakaita kuti uve chiedza kune vechirudzi kuti ruponeso rwangu rusvike kwakaperera nyika chaiko.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Nokuti izvi ndizvo zvakarayirwa kwatiri naShe achiti: “ ‘Ndakakuitai chiedza kune veDzimwe Ndudzi, kuti muvigire migumo yenyika ruponeso.’ ” Viz kapitola |