Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 13:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Pavakanga vava kubuda vanhu vakakumbira kuti vazovataurirazve zvinhu izvi paSabata raitevera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

42 Ɀino ʋakati ʋaciɓuɗa musinagoge, ʋakakumbira ɀikuru kuti ʋaparidzirwe ɀe mashoko iwayo nesaɓata rinoteʋera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

42 Zvino vakati vachibuda musinagoge, vakakumbira zvikuru kuti vaparidzirwezve mashoko iwayo neSabata rinotevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

42 Pavakanga vava kubuda vanhu vakakumbira kuti vazovataurirazve zvinhu izvi paSabata raitevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

42 Pavakanga vava kubuda vanhu vakakumbira kuti vazovataurirazve zvinhu izvi paSabata raitevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

42 Pauro naBhanabhasi vava kubuda musinagoge, vanhu vakavakoka kuti vazotaurazve pamusoro pezvinhu izvi paSabata raizotevera.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 13:42

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy