Mabasa 13:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvokuti Mwari akamumutsa uye kuti haachazombodzokerazve mukuora akataura achiti, ‘Ndichakupa zvikomborero zvitsvene zvechokwadi zvaDhavhidhi.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋuye kuratidza kuti wakamumutsa kuʋakafa, kuti arege kuzodzokera ɀe kukuʋora, wakareʋa kuɗai: Ndicakupai mikomborero mitȿene inotendwa yaDavidi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Uye kuratidza kuti akamumutsa kuvakafa, kuti arege kuzodzokerazve kuora, akareva kudai, ‘Ndichakupai mikomborero mitsvene inotendwa yaDhavhidhi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Zvokuti Mwari akamumutsa uye kuti haachazombodzokerazve mukuora akataura achiti, ‘Ndichakupa zvikomborero zvitsvene zvechokwadi zvaDhavhidhi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Zvokuti Mwari akamumutsa uye kuti haachazombodzokerazve mukuora akataura achiti, ‘Ndichakupa zvikomborero zvitsvene zvechokwadi zvaDhavhidhi.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Chokwadi chokuti Mwari akamumutsa kubva kuvakafa, akasazomboora, chinotaurwa mumashoko aya anoti: “ ‘Ndichakupa maropafadzo matsvene, uye echokwadi akavimbiswa kuna Dhavhidhi.’ Viz kapitola |