Mabasa 13:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kunyange pakanga pasina mhosva yokumupa yaikodzera rufu asi vakakumbira Pirato kuti auraiwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Kunyaŋge ʋasina‐kuwana mhoȿa yorufu kwaari, ʋakakumbira kunaPirato kuti aʋurawe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 “Kunyange vasina kuwana mhosva yorufu kwaari, vakakumbira kuna Pirato kuti aurawe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kunyange pakanga pasina mhosva yokumupa yaikodzera rufu asi vakakumbira Pirato kuti auraiwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Kunyange pakanga pasina mhosva yokumupa yaikodzera rufu asi vakakumbira Pirato kuti auraiwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Kunyange vasina kuwana hwaro chaihwo hwokuti atongerwe rufu, vakakumbira Pirato kuti amuuraye. Viz kapitola |