Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 13:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Johani paakanga ava kupedza basa rake akati, ‘Munofunga kuti ndini ani? Handisini iye. Kwete, asi mushure mangu muri kuuya mumwe, wandisingakodzeri kubvisa shangu patsoka dzake.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀino Johane wakati opedzisa ɓasa rake, akati: Munoti, ndini aniko? Handizi iye. Asi tarirai, shure kwaŋgu mumŋe unoʋuya, wandisakafanira kuti ndisunuŋgure shaŋgu dzetsoka dzake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvino Johani akati opedzisa basa rake, akati, ‘Munoti, ndini aniko? Handizi iye. Asi tarirai, shure kwangu mumwe anouya, wandisakafanira kuti ndisunungure shangu dzetsoka dzake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Johani paakanga ava kupedza basa rake akati, ‘Munofunga kuti ndini ani? Handisini iye. Kwete, asi mushure mangu muri kuuya mumwe, wandisingakodzeri kubvisa shangu patsoka dzake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Johani paakanga ava kupedza basa rake akati, ‘Munofunga kuti ndini ani? Handisini iye. Kwete, asi mushure mangu muri kuuya mumwe, wandisingakodzeri kubvisa shangu patsoka dzake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Johani paakanga ava kupedzisa basa rake, akati, ‘Munofunga kuti ndini ani? Handizi iye uya. Kwete, asi iye ari kuuya shure kwangu, ndiye wandisingakodzeri kusunungura shangu dzake.’

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 13:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy