Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 13:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Paakamubvisa akamutsa Dhavhidhi kuti ave mambo wavo waakataura pachena achiti, ‘Ndakawana muna Dhavhidhi mwana waJese munhu wapamwoyo pangu achaita zvose zvandinoda.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Akamubvisa akamutsa Davidi, kuti aʋe mambo waʋo, waakapupura, aciti: Ndawana Davidi, mŋanakomana waJese murume womŋoyo waŋgu, ucaita kuɗa kwaŋgu kwose

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 “Akamubvisa akamutsa Dhavhidhi, kuti ave mambo wavo, waakapupura, achiti, ‘Ndawana Dhavhidhi, mwanakomana waJese murume womwoyo wangu, achaita kuda kwangu kwose.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Paakamubvisa akamutsa Dhavhidhi kuti ave mambo wavo waakataura pachena achiti, ‘Ndakawana muna Dhavhidhi mwana waJese munhu wapamwoyo pangu achaita zvose zvandinoda.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Paakamubvisa akamutsa Dhavhidhi kuti ave mambo wavo waakataura pachena achiti, ‘Ndakawana muna Dhavhidhi mwana waJese munhu wapamwoyo pangu achaita zvose zvandinoda.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Shure kwokunge abvisa Sauro, akagadza Dhavhidhi kuti ave mambo wavo. Iye akapupura pamusoro pake achiti, ‘Ndawana Dhavhidhi mwanakomana waJese murume wapamwoyo pangu; iye achaita zvinhu zvose zvandinoda kuti aite.’

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 13:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy