Mabasa 13:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ivo vakapfuurira kubva kuPeriga vakasvika kuAndiyoku yokuPisidhia. Pamusi weSabata vakaenda kusinagogu vakagara pasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi iʋo ʋakabva Perga, ʋakaȿika Antiokia paPisidia; ʋakapinda musinagoge nezuʋa resaɓata, ndokugara pasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi ivo vakabva Pega, vakasvika Andioki paPisidhia; vakapinda musinagoge nezuva reSabata, ndokugara pasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ivo vakapfuurira kubva kuPeriga vakasvika kuAndiyoku yokuPisidhia. Pamusi weSabata vakaenda kusinagogu vakagara pasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ivo vakapfuurira kubva kuPeriga vakasvika kuAndiyoku yokuPisidhia. Pamusi weSabata vakaenda kusinagogu vakagara pasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vachibva kuPega vakapfuurira kuAndioki yePisidhia. Nomusi weSabata vakapinda musinagoge vakasvikogara pasi. Viz kapitola |