Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 13:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Chinzwa, simba roruoko rwaMwari richakurova. Uchava bofu usingagoni kuona usingaoni zuva kwenguva yakati kuti.” Pakarepo mhute nerima zvakabva zvamukwidibira. Akatsvanzvadzira achitsvaka wokumutungamirira akamubata ruoko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino, tarira, ruʋoko rwaShe ruri pamsoro pako; ucaʋa ɓofu, ucaita ŋguʋa usiŋgaʋoni zuʋa. Pakarepo mhute nerima ɀikamuwira; akapota‐pota, acitȿaka ʋaŋgamusesedza noruʋoko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino, tarira, ruoko rwaIshe ruri pamusoro pako; uchava bofu, uchaita nguva usingaoni zuva.” Pakarepo mhute nerima zvikamuwira; akapota-pota, achitsvaka vangamusesedza noruoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Chinzwa, simba roruoko rwaMwari richakurova. Uchava bofu usingagoni kuona usingaoni zuva kwenguva yakati kuti.” Pakarepo mhute nerima zvakabva zvamukwidibira. Akatsvanzvadzira achitsvaka wokumutungamirira akamubata ruoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Chinzwa, simba roruoko rwaMwari richakurova. Uchava bofu usingagoni kuona usingaoni zuva kwenguva yakati kuti.” Pakarepo mhute nerima zvakabva zvamukwidibira. Akatsvanzvadzira achitsvaka wokumutungamirira akamubata ruoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Zvino ruoko rwaShe rwava pamusoro pako. Uchava bofu, uye uchatadza kuona chiedza chezuva kwechinguva.” Pakarepo mhute nerima zvakauya pamusoro pake, akadzivaira pose pose achitsvaka mumwe munhu angamutungamirira.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 13:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy