Mabasa 13:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 akati, “Iwe uzere namanyepo nounyengedzi, mhandu yezvose zvakarurama, dhiabhori womunhu. Hauregi nei kuminamisa nzira dzakati twasa dzaTenzi? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iwe, uzere nokunyeŋgera kwose namano akaipa ose, mŋanakomana waDiaborosi, muʋeŋgi wokururama kwose, hauregi here kutsausa nzira dzakarurama dzaShe? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Iwe, uzere nokunyengera kwose namano akaipa ose, mwanakomana waDhiabhori, muvengi wokururama kwose, hauregi here kutsausa nzira dzakarurama dzaIshe? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 akati, “Iwe uzere namanyepo nounyengedzi, mhandu yezvose zvakarurama, dhiabhori womunhu. Hauregi nei kuminamisa nzira dzakati twasa dzaTenzi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 akati, “Iwe uzere namanyepo nounyengedzi, mhandu yezvose zvakarurama, dhiabhori womunhu. Hauregi nei kuminamisa nzira dzakati twasa dzaTenzi? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Iwe uri mwana wadhiabhori nomuvengi wezvinhu zvose zvakarurama! Uzere nokunyengera kwose namano akaipa. Hausi kuzorega here kumonyorotsa nzira dzakarurama dzaShe? Viz kapitola |