Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 12:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Pamazuva anenge iwayo mambo Herodhi akatambudza vamwe vaiva vesangano.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino neŋguʋa ineŋge iyeyo mambo Herode akatambanudza maʋoko ake kuti atambudze ʋamŋe ʋekereke;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino nenguva inenge iyeyo mambo Herodhi akatambanudza maoko ake kuti atambudze vamwe vekereke;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Pamazuva anenge iwayo mambo Herodhi akatambudza vamwe vaiva vesangano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Pamazuva anenge iwayo mambo Herodhi akatambudza vamwe vaiva vesangano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Yakanga iri nguva inenge imwe cheteyo Mambo Herodhi paakasunga vamwe vaiva nhengo dzekereke, achida kuvatambudza.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 12:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy