Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 11:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi ndakati, ‘Kwete, Tenzi, handisati ndambodya, zvisingakodzeri kana zvakan'ora.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi ini ndikati: Kwete Ishe, nokuti mumuromo maŋgu hamuna‐kumbopinda cinhu cisakanaka, cinetȿina.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi ini ndikati, ‘Kwete Ishe, nokuti mumuromo mangu hamuna kumbopinda chinhu chisakanaka, chine tsvina.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Asi ndakati, ‘Kwete, Tenzi, handisati ndambodya, zvisingakodzeri kana zvakan'ora.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Asi ndakati, ‘Kwete, Tenzi, handisati ndambodya, zvisingakodzeri kana zvakan'ora.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “Ndakapindura ndikati, ‘Zvirokwazvo kwete, Ishe! Hakuna chinhu chisina kunaka kana chine tsvina chakatombopinda mumuromo mangu.’

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 11:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy