Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Ndaiva muguta reJopa ndichinamata; ndiri mumweya ndakaona, chiratidzo chechimwe chinhu chaiburuka chaiita sejira guru richidzikiswa richibva kudenga richiita serakabatwa namakona aro mana. Rakaburuka richiuya kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ndakaŋga ndiri muguta reJopa, ndicinyeŋgetera; ndikaɓatwa mŋeya, ndikaʋona ciratidzo; cimŋe cinhu cakaɓuruka, cineŋge muceka mukuru unoɓuruswa kuɗeŋga wakasuŋgwa miromo minna, cikaȿika kwandiri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Ndakanga ndiri muguta reJopa, ndichinyengetera; ndikabatwa mweya, ndikaona chiratidzo; chimwe chinhu chakaburuka, chinenge mucheka mukuru unoburuswa kudenga wakasungwa miromo mina, chikasvika pandiri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Ndaiva muguta reJopa ndichinamata; ndiri mumweya ndakaona, chiratidzo chechimwe chinhu chaiburuka chaiita sejira guru richidzikiswa richibva kudenga richiita serakabatwa namakona aro mana. Rakaburuka richiuya kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 “Ndaiva muguta reJopa ndichinamata; ndiri mumweya ndakaona, chiratidzo chechimwe chinhu chaiburuka chaiita sejira guru richidzikiswa richibva kudenga richiita serakabatwa namakona aro mana. Rakaburuka richiuya kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Ndakanga ndiri muguta reJopa ndichinyengetera, ndikabatwa nomweya ndikaona chiratidzo. Ndakaona chimwe chinhu chakanga chakaita sejira guru, chichiburutswa kubva kudenga namakona acho mana, uye chakaburuka chikasvika pandaiva.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 11:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy