Mabasa 11:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mumwe wavo anonzi Agabhusi akasimuka akafanotaura aina Mweya kuti kuchava nenzara huru pasi pose. Izvi zvakaitikawo pamazuva aKiraudhiosi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Mumŋe waʋo wainzi Agabo, akasimuka, ndokuʋaziʋisa noMŋeya kuti nzara huru icaʋa’po panyika yose; iyo ikaȿika paŋguʋa yaKraudio. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Mumwe wavo ainzi Agabho, akasimuka, ndokuvazivisa naMweya kuti nzara huru ichavapo panyika yose; iyo ikasvika panguva yaKiraudhiyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mumwe wavo anonzi Agabhusi akasimuka akafanotaura aina Mweya kuti kuchava nenzara huru pasi pose. Izvi zvakaitikawo pamazuva aKiraudhiosi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mumwe wavo anonzi Agabhusi akasimuka akafanotaura aina Mweya kuti kuchava nenzara huru pasi pose. Izvi zvakaitikawo pamazuva aKiraudhiosi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mumwe wavo, ainzi Agabhusi, akasimuka akaprofita noMweya Mutsvene kuti nzara huru yaizopararira munyika yose yavaRoma. (Izvi zvakaitika munguva yokutonga kwaKiraudhio). Viz kapitola |