Mabasa 11:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Paakasvika akaona nyasha dzaMwari akafara. Akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka vakati kwati kwati nomwoyo wose kuna Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Iye wakati aȿika, akaʋona nyasha dzaMŋari, akafara; akaraira ʋose kuti ʋanamatire Ishe nomŋoyo wakasimba; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Iye akati asvika, akaona nyasha dzaMwari, akafara; akarayira vose kuti vanamatire Ishe nomwoyo wakasimba; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Paakasvika akaona nyasha dzaMwari akafara. Akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka vakati kwati kwati nomwoyo wose kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Paakasvika akaona nyasha dzaMwari akafara. Akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka vakati kwati kwati nomwoyo wose kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Akati asvika, akaona umboo hwenyasha dzaMwari, uye akafara, akavakurudzira vose kuti varambe vakatendeka kuna She nemwoyo yavo yose. Viz kapitola |