Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 11:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvinhu izvi zvakasvika munzeve dzesangano raiva muJerusaremu vakatumira Bhanabhasi kuAndiyoku.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Mashoko aʋo akanzwika nekereke paJerusarema, ʋakatuma Barnabasi kuti aende Antiokia.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Mashoko avo akanzwika nekereke muJerusaremu, vakatuma Bhanabhasi kuti aende Andioki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvinhu izvi zvakasvika munzeve dzesangano raiva muJerusaremu vakatumira Bhanabhasi kuAndiyoku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Zvinhu izvi zvakasvika munzeve dzesangano raiva muJerusaremu vakatumira Bhanabhasi kuAndiyoku.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Mukurumbira wazvo wakasvika munzeve dzekereke yapaJerusarema, ndokubva vatuma Bhanabhasi kuAndioki.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 11:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy