Mabasa 11:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vapositori navehama vaiva kuJudhea vakanzwa kuti vechirudzi vakanga vagamuchirawo Shoko raMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋaapostora nehama, ʋaiʋa paJudea, ʋakanzwa kuti ʋahedeni ʋakagamucira ʋo shoko raMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino vapostori nehama, vaiva paJudhea, vakanzwa kuti vahedheni vakagamuchirawo shoko raMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vapositori navehama vaiva kuJudhea vakanzwa kuti vechirudzi vakanga vagamuchirawo Shoko raMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vapositori navehama vaiva kuJudhea vakanzwa kuti vechirudzi vakanga vagamuchirawo Shoko raMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Vapostori nehama dzomuJudhea yose vakanzwa kuti vedzimwe ndudzi vakanga vagamuchirawo shoko raMwari. Viz kapitola |