Mabasa 10:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Saizvozvo pakauya vanhu kuzondikoka, ndakauya pasina zvokuramba. Nezvo ndinokubvunzai kuti mandidaidzirei.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 naiɀoɀo ndaʋuya, ndisiŋgarambi, ɀandaɗanwa; ɀino ndinobvunza kuti mandiɗanireiko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 naizvozvo ndauya, ndisingaramba, zvandadanwa; zvino ndinobvunza kuti mandidanireiko.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Saizvozvo pakauya vanhu kuzondikoka, ndakauya pasina zvokuramba. Nezvo ndinokubvunzai kuti mandidaidzirei.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Saizvozvo pakauya vanhu kuzondikoka, ndakauya pasina zvokuramba. Nezvo ndinokubvunzai kuti mandidaidzirei.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Nokudaro pandakadanwa, ndakabva ndauya ndisingarambi. Regai ndichibvunza hangu kwamuri kuti mandidanirei?” Viz kapitola |