Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 10:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Pazuva rinotevera racho vakapinda muSezaria. Koneriasi anga achivatarisira uye, akanga atodaidza hama neshamwari dzake dzapamwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Fume ɀe maŋgwana akapinda Kesaria. Ɀino Kornerio wakaŋga akaʋamirira, akakokera hama dzake neshamŋari dzake dzaiɗikanwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Fumezve mangwana akapinda Kesaria. Zvino Konerio akanga akavamirira, akakokera hama dzake neshamwari dzake dzaidikanwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Pazuva rinotevera racho vakapinda muSezaria. Koneriasi anga achivatarisira uye, akanga atodaidza hama neshamwari dzake dzapamwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Pazuva rinotevera racho vakapinda muSezaria. Koneriasi anga achivatarisira uye, akanga atodaidza hama neshamwari dzake dzapamwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Zuva rakatevera akasvika Kesaria. Koniriasi akanga akavamirira uye akanga akoka hama dzake neshamwari dzapedyo.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 10:24

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy