Mabasa 10:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo akavapa pokurara. Ramangwana acho, akamuka akaenda navo. Vamwe vehama vokuJopa vakaendawo naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo akaʋaɗana mumba, akati ʋagare’po. Fume maŋgwana akasimuka, akaenda naʋo; nedzimŋe hama dzapaJopa dzikamuperekedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo akavadana mumba, akati vagarepo. Fume mangwana akasimuka akaenda navo; nedzimwe hama dzapaJopa dzikamuperekedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo akavapa pokurara. Ramangwana acho, akamuka akaenda navo. Vamwe vehama vokuJopa vakaendawo naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo akavapa pokurara. Ramangwana acho, akamuka akaenda navo. Vamwe vehama vokuJopa vakaendawo naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo Petro akakoka varume ava kuti vapinde mumba vave vaeni vake. Fume mangwana Petro akasimuka pamwe chete navo, uye dzimwe hama dzokuJopa dzakaendawo naye. Viz kapitola |