Mabasa 10:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi pavakanga vachiri kugadzira zvokudya, akava mumweya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akaziya kwaɀo, akaɗa kudya; ɀino ʋakati ʋacagadzira, akaɓatwa mŋeya; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Akaziya kwazvo, akada kudya; zvino vakati vachagadzira, akabatwa mweya; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi pavakanga vachiri kugadzira zvokudya, akava mumweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi pavakanga vachiri kugadzira zvokudya, akava mumweya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akanzwa nzara uye akada zvokudya, uye zvokudya zvakati zvichigadzirwa, akaona chiratidzo. Viz kapitola |