Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Pamazuva iwayo Pita akasimuka pakati pevehama akataura. Gungano iroro raiva zana namakumi maviri avanhu. Akati,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Namazuʋa iwayo Petro wakasimuka pakati pehama, (ʋanhu ʋazhinji ʋaiʋa’po pamŋe cete, ʋaneŋge zana namakumi maʋiri), akati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Namazuva iwayo Petirosi akasimuka pakati pehama, vanhu vazhinji vaivapo pamwechete, vanenge zana namakumi maviri, akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Pamazuva iwayo Pita akasimuka pakati pevehama akataura. Gungano iroro raiva zana namakumi maviri avanhu. Akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Pamazuva iwayo Pita akasimuka pakati pevehama akataura. Gungano iroro raiva zana namakumi maviri avanhu. Akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Mumazuva iwayo, Petro akasimuka pakati pavatendi (ungano yaida kusvika zana namakumi maviri)

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 1:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy