Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vachiri kunan'anidza kudenga, paaienda; havo varume vaviri vakamira pavari vakapfeka magemenzi machena.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino ʋacitarisisa kuɗeŋga, iye acikwira, tarira, ʋarume ʋaʋiri ʋamira naʋo ʋakafuka ŋguʋo cena;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino vachitarisisa kudenga, iye achikwira, tarira, varume vaviri vamira navo vakafuka nguo chena;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vachiri kunan'anidza kudenga, paaienda; havo varume vaviri vakamira pavari vakapfeka magemenzi machena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Vachiri kunan'anidza kudenga, paaienda; havo varume vaviri vakamira pavari vakapfeka magemenzi machena.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Vakanga vakatarisisa paakanga achienda, uye pakarepo varume vaviri vakanga vakapfeka nguo chena vakamira pavari.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 1:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy