Judasi 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kuti ʋakakuʋudzai kuti neŋguʋa yokupedzisira ʋaseki ʋacaʋa’ko, ʋanofamba nokuciʋa kwaʋo ʋasiŋgaɗi Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 kuti vakakuudzai kuti, “Nenguva yokupedzisira vaseki vachavako, vanofamba nokuchiva kwavo vasingadi Mwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakati kwamuri, “Munguva yokupedzisira kuchava navaseki vachatevera kuchiva kwavo.” Viz kapitola |