Online Bible

- Reklamy -

Judasi 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Mafungu egungwa asina pawo vanopupuma furu renyadzi dzavo, inyenyedzi dzinodzungaira dzamisirwa nokusingaperi, nyika yerima iri pasi penyika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 mafuŋgu eguŋgwa anopeŋga, anopupuma nyadzi dzawo; nyeredzi dzinofamba‐famba, ʋakaceŋgetererwa kuȿiɓa kwerima nokusiŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 mafungu egungwa anopenga, anopupuma nyadzi dzawo; nyeredzi dzinofamba-famba, vakachengetererwa kusviba kwerima nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Mafungu egungwa asina pawo vanopupuma furu renyadzi dzavo, inyenyedzi dzinodzungaira dzamisirwa nokusingaperi, nyika yerima iri pasi penyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Mafungu egungwa asina pawo vanopupuma furu renyadzi dzavo, inyenyedzi dzinodzungaira dzamisirwa nokusingaperi, nyika yerima iri pasi penyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Mafungu egungwa anopenga, anopupuma nyadzi dzawo; nyeredzi dzinodzungaira, ivava vakachengeterwa rima guru nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Judasi 1:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy