Joshua 9:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvigubhu zvedu zvewaini zvematehwe izvi zvaiva zvitsva patakazvizadza, asi chitarisai muone zvatomwauka. Hanzu dzedu neshangu dzedu idzi dzatosakara pamusana perwendo rwacho rwakareba zvikuru.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Nehomboɗo idzi dzewaini, dzatakazadza, dzakaŋga dziri itȿa; tarirai, dzaparuka; neŋguʋo dzeɗu idzi, neshaŋgu dzeɗu ɀasakara nemhaka yorwendo rurefu‐refu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Nehombodo idzi dzewaini, dzatakazadza, dzakanga dziri itsva; tarirai, dzaparuka; nenguo dzedu idzi, neshangu dzedu zvasakara nemhaka yorwendo rurefu‐refu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvigubhu zvedu zvewaini zvematehwe izvi zvaiva zvitsva patakazvizadza, asi chitarisai muone zvatomwauka. Hanzu dzedu neshangu dzedu idzi dzatosakara pamusana perwendo rwacho rwakareba zvikuru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvigubhu zvedu zvewaini zvematehwe izvi zvaiva zvitsva patakazvizadza, asi chitarisai muone zvatomwauka. Hanzu dzedu neshangu dzedu idzi dzatosakara pamusana perwendo rwacho rwakareba zvikuru.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye homwe dzewaini idzi dzaiva itsva patakadzizadza, asi chionai kubvaruka kwadzaita. Uye mbatya dzedu neshangu dzedu zvasakara nokuda kworwendo rurefu refu.” Viz kapitola |