Joshua 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ivo vachatidzingirira kusvikira tavakwezvera kunze kweguta nokuti ivo vachati, ‘Vari kutitiza sapakutanga paya.’ Saka isu tichavatiza, imi mosimuka pamunenge manga makahwanda paya Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ipapo ʋacaɓuɗa, ʋacititeʋera, kuȿikira taʋanyeŋgera kure neguta; nokuti ʋacati: Ʋanotiza pamberi peɗu sapakutaŋga; nesu ticatiza pamberi paʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 ipapo vachabuda, vachititevera, kusvikira tavanyengera kure neguta; nokuti vachati, ‘Vanotiza pamberi pedu sapakutanga;’ nesu tichatiza pamberi pavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ivo vachatidzingirira kusvikira tavakwezvera kunze kweguta nokuti ivo vachati, ‘Vari kutitiza sapakutanga paya.’ Saka isu tichavatiza, imi mosimuka pamunenge manga makahwanda paya Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ivo vachatidzingirira kusvikira tavakwezvera kunze kweguta nokuti ivo vachati, ‘Vari kutitiza sapakutanga paya.’ Saka isu tichavatiza, imi mosimuka pamunenge manga makahwanda paya Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vachatidzinganisa kusvikira tavakwezvera kure neguta, nokuti vachati, ‘Vari kutitiza sezvavakamboita pakutanga.’ Naizvozvo kana tavatiza, Viz kapitola |