Online Bible

- Reklamy -

Joshua 8:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 sokuudzwa kwakaitwa vaIsiraeri naMosesi muranda waTenzi, sokunyorwawo kwazvakaitwa mubhuku raMosesi remitemo zvichinzi, “Inofanira kuva atari yamatombo asina kuvezwa nesimbi,” vakapira Tenzi zvibayiro zvemipiro yokupisa neyokuwadzana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 seɀakaŋga ɀarairwa ʋana ʋaIsraeri naMosesi, muranda waJehova, seɀakanyorwa mubuku yomurairo waMosesi; yakaŋga iri artari yamabge asina‐kuʋezwa; hakunomunhu wakaŋga asimudzira ɗare pamsoro pawo; ʋakaɓayira’po Jehova ɀipiriso ɀinopiswa, nokuɓayira ʋo ɀipiriso ɀokuyananisa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 sezvakanga zvarairwa vana vaIsiraeri naMosesi, muranda waJehovha, sezvakanyorwa mubhuku yomurayiro waMosesi; yakanga iri atari yamabwe asina kuvezwa; hakuna munhu wakanga asimudzira dare pamusoro pawo; vakabayirapo Jehovha zvipiriso zvinopiswa, nokubayirawo zvipiriso zvokuyananisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 sokuudzwa kwakaitwa vaIsiraeri naMosesi muranda waTenzi, sokunyorwawo kwazvakaitwa mubhuku raMosesi remitemo zvichinzi, “Inofanira kuva atari yamatombo asina kuvezwa nesimbi,” vakapira Tenzi zvibayiro zvemipiro yokupisa neyokuwadzana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 sokuudzwa kwakaitwa vaIsiraeri naMosesi muranda waTenzi, sokunyorwawo kwazvakaitwa mubhuku raMosesi remitemo zvichinzi, “Inofanira kuva atari yamatombo asina kuvezwa nesimbi,” vakapira Tenzi zvibayiro zvemipiro yokupisa neyokuwadzana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 sezvakanga zvarayirwa vaIsraeri naMozisi muranda waJehovha. Akaivaka sezvazvakanyorwa muBhuku roMurayiro waMozisi. Yakanga iri aritari yamabwe asina kuvezwa, hapana kumboshandiswa mudziyo wesimbi pairi. Vakapa kuna Jehovha zvipiriso zvinopiswa uye vakabayira zvipiriso zvokuwadzana pairi.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 8:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy