Online Bible

- Reklamy -

Joshua 8:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Tenzi ndokuti kuna Joshuwa, “Tondeka kuguta reAi nepfumo riri muruoko rwako nokuti ndichaisa guta irori mumaoko ako.” Joshuwa akanongedzera kuguta iroro nepfumo raiva muruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino Jehova akati kunaJoshua: Tambanudzira pfumo riri muruʋoko rwako kurutiʋi rweAi, nokuti ndicariisa muruʋoko rwako. Joshua akatambanudzira pfumo rakaŋga riri muruʋoko rwake kurutiʋi rweguta;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Tambanudzira pfumo riri muruoko rwako kurutivi rweAi, nokuti ndichariisa muruoko rwako.” Joshua akatambanudzira pfumo rakanga riri muruoko rwake kurutivi rweguta;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Tenzi ndokuti kuna Joshuwa, “Tondeka kuguta reAi nepfumo riri muruoko rwako nokuti ndichaisa guta irori mumaoko ako.” Joshuwa akanongedzera kuguta iroro nepfumo raiva muruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Tenzi ndokuti kuna Joshuwa, “Tondeka kuguta reAi nepfumo riri muruoko rwako nokuti ndichaisa guta irori mumaoko ako.” Joshuwa akanongedzera kuguta iroro nepfumo raiva muruoko rwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ipapo Jehovha akati kuna Joshua, “Simudza pfumo rawakabata muruoko rwako urinongedzere kuAi, nokuti ndichaisa guta iri muruoko rwako.” Naizvozvo Joshua akanongedzera pfumo rake kuAi.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 8:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy