Joshua 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mambo weguta reAi paakaona izvi iye navanhu vake vose vomuguta imomo vakabuda, vakamhanyira kumateru, vakananga kugan'a reArabha, vachida kundorwisana navaIsiraeri ikoko. Asi haana kuziva kuti kuseri kweguta irori kwaiva navakanga vakamuhwandira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino mambo weAi wakati aʋona iɀoɀo, ʋakakurumidza kumuka maŋgwanani, ʋarume ʋeguta ʋakaɓuɗa kundorwa naIsraeri, iye naʋanhu ʋake ʋose, panɀimbo yakaŋga yatarwa, paMupata; asi haana‐kuziʋa kuti kwakaŋga kunaʋaʋandiri neceseri kweguta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino mambo weAi wakati aona izvozvo, vakakurumidza kumuka mangwanani, varume veguta vakabuda kundorwa naIsiraeri, iye navanhu vake vose, panzvimbo yakanga yatarwa, paMupata; asi haana kuziva kuti kwakanga kuna vavandiri necheseri kweguta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mambo weguta reAi paakaona izvi iye navanhu vake vose vomuguta imomo vakabuda, vakamhanyira kumateru, vakananga kugan'a reArabha, vachida kundorwisana navaIsiraeri ikoko. Asi haana kuziva kuti kuseri kweguta irori kwaiva navakanga vakamuhwandira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mambo weguta reAi paakaona izvi iye navanhu vake vose vomuguta imomo vakabuda, vakamhanyira kumateru, vakananga kugan'a reArabha, vachida kundorwisana navaIsiraeri ikoko. Asi haana kuziva kuti kuseri kweguta irori kwaiva navakanga vakamuhwandira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvino mambo weAi paakaona izvi, iye navarume vose veguta vakakurumidza kubuda mangwanani kuti vasangane navaIsraeri varwe panzvimbo yakanga yakatarisana neArabha. Asi haana kuziva kuti akanga avandirwa seri kweguta. Viz kapitola |