Joshua 6:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Guta reJeriko rakanga ranyatsonzi ndendende kupfigwa mukati nokunze pamusana pavaIsiraeri. Hakuna aibudamo kana kupindamo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 (Ɀino guta reJeriko rakaŋga rapfigwa kwaɀo nokuɗa kwaʋana ʋaIsraeri; kwakaŋga kusinomunhu waiɓuɗa kana kupinda.) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 (Zvino guta reJeriko rakanga rapfigwa kwazvo nokuda kwavana vaIsiraeri; kwakanga kusina munhu waibuda kana kupinda.) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Guta reJeriko rakanga ranyatsonzi ndendende kupfigwa mukati nokunze pamusana pavaIsiraeri. Hakuna aibudamo kana kupindamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Guta reJeriko rakanga ranyatsonzi ndendende kupfigwa mukati nokunze pamusana pavaIsiraeri. Hakuna aibudamo kana kupindamo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino guta reJeriko rakanga rapfigwa zvakasimba kwazvo nokuda kwavaIsraeri. Hapana akabuda kunze uye hapana akapinda mukati. Viz kapitola |