Online Bible

- Reklamy -

Joshua 4:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kwakayambuka zviuru zvinenge makumi mana zvavanhu vakanga vakapakata zvombo zvehondo pana Tenzi vakandosvika kumapani eJeriko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ʋaneŋge ʋaneɀuru ɀinamakumi manna, ʋakaŋga ʋakashoŋga nhumbi dzokurwa, ndiʋo ʋakayambuka pamberi paJehova, ʋakaenda kumapani eJeriko kundorwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Vanenge vane zviuru zvina makumi mana, vakanga vakashonga nhumbi dzokurwa, ndivo vakayambuka pamberi paJehovha, vakaenda kumapani eJeriko kundorwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kwakayambuka zviuru zvinenge makumi mana zvavanhu vakanga vakapakata zvombo zvehondo pana Tenzi vakandosvika kumapani eJeriko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kwakayambuka zviuru zvinenge makumi mana zvavanhu vakanga vakapakata zvombo zvehondo pana Tenzi vakandosvika kumapani eJeriko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Vanenge zviuru makumi mana vakanga vakatakura zvombo zvokurwa nazvo, vakayambukira mhiri pamberi paJehovha vakaenda kumapani eJeriko kundorwa.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 4:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy