Joshua 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Joshuwa akataurira vaIsiraeri achiti, “Uyai kuno munzwe zvarehwa naTenzi Mwari wenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Joshua akati kuʋana ʋaIsraeri: Ʋuyai pano, munzwe mashoko aJehova Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Joshua akati kuvana vaIsiraeri, “Uyai pano, munzwe mashoko aJehovha Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Joshuwa akataurira vaIsiraeri achiti, “Uyai kuno munzwe zvarehwa naTenzi Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Joshuwa akataurira vaIsiraeri achiti, “Uyai kuno munzwe zvarehwa naTenzi Mwari wenyu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Joshua akati kuvaIsraeri, “Uyai pano muteerere mashoko aJehovha Mwari wenyu. Viz kapitola |