Online Bible

- Reklamy -

Joshua 3:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Saka chisarudzai varume gumi navaviri, mumadzinza ose avaIsiraeri, murume mumwechete panzinza roga roga.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Naiɀoɀo ɀino muɀitorerei ʋarume ʋanegumi naʋaʋiri pamarudzi ose aʋaIsraeri, mumŋe mumŋe parudzi rumŋe norumŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Naizvozvo zvino muzvitorerei varume vane gumi navaviri pamarudzi ose avaIsiraeri, mumwe mumwe parudzi rumwe norumwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Saka chisarudzai varume gumi navaviri, mumadzinza ose avaIsiraeri, murume mumwechete panzinza roga roga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Saka chisarudzai varume gumi navaviri, mumadzinza ose avaIsiraeri, murume mumwechete panzinza roga roga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Naizvozvo, sarudzai varume gumi navaviri kubva kumarudzi avaIsraeri, mumwe chete kubva kurudzi rumwe norumwe.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 3:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy