Online Bible

- Reklamy -

Joshua 24:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndakakuunzai kunyika yavaAmori vaigara kumhiri kwaJorodhani. Vakakurwisai, asi ndakavaisa mumaoko enyu, ndakakuparadzirai vanhu ivavo, imi mukavatorera nyika yavo kuti ive yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ndikakuȿitsai kunyika yaʋaAmori, ʋakaŋga ʋagere mhiri kwaJoridani; iʋo ʋakarwa nemi, ndikaʋaisa mumaʋoko enyu, nyika yaʋo ikaʋa yenyu, ndikaʋaparadza pamberi penyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Ndikakusvitsai kunyika yavaAmori, vakanga vagere mhiri kwaJorodhani; ivo vakarwa nemi ndikavaisa mumaoko enyu, nyika yavo ikava yenyu, ndikavaparadza pamberi penyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndakakuunzai kunyika yavaAmori vaigara kumhiri kwaJorodhani. Vakakurwisai, asi ndakavaisa mumaoko enyu, ndakakuparadzirai vanhu ivavo, imi mukavatorera nyika yavo kuti ive yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndakakuunzai kunyika yavaAmori vaigara kumhiri kwaJorodhani. Vakakurwisai, asi ndakavaisa mumaoko enyu, ndakakuparadzirai vanhu ivavo, imi mukavatorera nyika yavo kuti ive yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “ ‘Ndakauya nemi kunyika yavaAmori vaigara kumabvazuva kweJorodhani. Vakakurwisai asi ndakavaisa mumaoko enyu. Ndakavaparadza pamberi penyu, imi mukatora nyika yavo.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 24:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy