Online Bible

- Reklamy -

Joshua 24:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mushure mezvinhu izvi, Joshuwa mwanakomana waNuni muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore rina makore gumi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino shure kwaiɀoɀo Joshua mŋanakomana waNuni, muranda waJehova, wakafa, aʋa namakore anezana negumi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino shure kwaizvozvo Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, wakafa, ava namakore ane zana negumi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mushure mezvinhu izvi, Joshuwa mwanakomana waNuni muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore rina makore gumi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Mushure mezvinhu izvi, Joshuwa mwanakomana waNuni muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore rina makore gumi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Mushure mezvinhu izvi Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, akafa ava namakore zana negumi.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 24:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy