Joshua 24:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Joshuwa akazoti vanhu vachienda zvavo kunyika dzenhaka dzavo vachiti uyu kwake uyu kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Naiɀoɀo Joshua akaendisa ʋanhu, mumŋe nomumŋe akaenda kunhaka yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Naizvozvo Joshua akaendisa vanhu, mumwe nomumwe akaenda kunhaka yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Joshuwa akazoti vanhu vachienda zvavo kunyika dzenhaka dzavo vachiti uyu kwake uyu kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Joshuwa akazoti vanhu vachienda zvavo kunyika dzenhaka dzavo vachiti uyu kwake uyu kwake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ipapo Joshua akaendesa vanhu, mumwe nomumwe kunhaka yake. Viz kapitola |