Online Bible

- Reklamy -

Joshua 23:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 nokuti Tenzi akakudzingirai ndudzi dzavanhu huru dzine simba uye hapana munhu akagona kumirisana nemi kusvikira pari nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Nokuti Jehova wakadziŋga pamberi penyu ndudzi huru dzaiʋa nesimba; asi kana muri’mi, hakunomunhu wakamira pamberi penyu kuȿikira nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Nokuti Jehovha wakadzinga pamberi penyu ndudzi huru dzaiva nesimba; asi kana murimi, hakuna munhu wakamira pamberi penyu kusvikira nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 nokuti Tenzi akakudzingirai ndudzi dzavanhu huru dzine simba uye hapana munhu akagona kumirisana nemi kusvikira pari nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 nokuti Tenzi akakudzingirai ndudzi dzavanhu huru dzine simba uye hapana munhu akagona kumirisana nemi kusvikira pari nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Jehovha akadzinga pamberi penyu ndudzi huru dzaiva nesimba, asi kana muri imi hakuna munhu akagona kumira pamberi penyu kusvikira nhasi.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 23:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy