Online Bible

- Reklamy -

Joshua 23:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Tenzi Mwari wenyu achakudzingirai achikutandanisira vanhu ivavo imi muchizotora nyika iyoyo sokutaura kwakaita Tenzi Mwari wenyu kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Jehova Mŋari wenyu amene ucadziɓuɗisa pamberi penyu, nokudzidziŋga murege kudziʋona, kuti mupiwe nyika yadzo, seɀamakaʋudzwa naJehova Mŋari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Jehovha Mwari wenyu amene uchadzibudisa pamberi penyu, nokudzidzinga murege kudziona, kuti mupiwe nyika yadzo, sezvamakaudzwa naJehovha Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Tenzi Mwari wenyu achakudzingirai achikutandanisira vanhu ivavo imi muchizotora nyika iyoyo sokutaura kwakaita Tenzi Mwari wenyu kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Tenzi Mwari wenyu achakudzingirai achikutandanisira vanhu ivavo imi muchizotora nyika iyoyo sokutaura kwakaita Tenzi Mwari wenyu kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Jehovha Mwari pachake achavadzinga pamberi penyu. Achavabvisa pamberi penyu, uye imi muchatora nyika yavo ive yenyu, sezvamakavimbiswa naJehovha Mwari wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 23:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy