Joshua 22:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvino Tenzi Mwari wenyu apa hama dzenyu runyararo sokuvatsidzira kwaakaita. Saka imimi chidzokerai zvenyu kumusha kwenyu, kunyika yenyu yamakapiwa naMosesi muranda waTenzi kumhiri kwaJorodhani, kuti ive yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino Jehova Mŋari wenyu wakazorodza hama yenyu, seɀaakataura kwaʋari; naiɀoɀo ɀino dzokai, muende kumatente enyu, kunyika yenyu yamakapiwa naMosesi muranda waJehova, mhiri kwaJoridani. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino Jehovha Mwari wenyu wakazorodza hama yenyu, sezvaakataura kwavari; naizvozvo zvino dzokai, muende kumatende enyu, kunyika yenyu yamakapiwa naMosesi muranda waJehovha, mhiri kwaJorodhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Zvino Tenzi Mwari wenyu apa hama dzenyu runyararo sokuvatsidzira kwaakaita. Saka imimi chidzokerai zvenyu kumusha kwenyu, kunyika yenyu yamakapiwa naMosesi muranda waTenzi kumhiri kwaJorodhani, kuti ive yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Zvino Tenzi Mwari wenyu apa hama dzenyu runyararo sokuvatsidzira kwaakaita. Saka imimi chidzokerai zvenyu kumusha kwenyu, kunyika yenyu yamakapiwa naMosesi muranda waTenzi kumhiri kwaJorodhani, kuti ive yenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvino Jehovha Mwari wenyu zvaakazorodza hama dzenyu sezvaakavimbisa, imi chidzokerai kumisha yenyu munyika yamakapiwa naMozisi muranda waJehovha mhiri kweJorodhani. Viz kapitola |