Joshua 22:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Shoko iroro rakafadza vaIsiraeri. VaIsiraeri vakarumbidza Tenzi uye havana kana kuzotaura nezvokuvarwisa muhondo kuti vaparadze nyika yaigara vokwaRubheni nevokwaGadhi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino shoko iro rakafadza ʋana ʋaIsraeri, ʋana ʋaIsraeri ʋakakudza Mŋari; haʋana‐kuzotaura kuti ʋacandorwa naʋo, kuti ʋaparadze nyika makaŋga mugere ʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino shoko iro rakafadza vana vaIsiraeri, vana vaIsiraeri vakakudza Mwari; havana kuzotaura kuti vachandorwa navo, kuti vaparadze nyika makanga mugere vana vaRubheni navana vaGadhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Shoko iroro rakafadza vaIsiraeri. VaIsiraeri vakarumbidza Tenzi uye havana kana kuzotaura nezvokuvarwisa muhondo kuti vaparadze nyika yaigara vokwaRubheni nevokwaGadhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Shoko iroro rakafadza vaIsiraeri. VaIsiraeri vakarumbidza Tenzi uye havana kana kuzotaura nezvokuvarwisa muhondo kuti vaparadze nyika yaigara vokwaRubheni nevokwaGadhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakafara kunzwa shoko iri vakarumbidza Mwari. Uye havana kuzotaurazve kuti vachandorwa navo, kuti vaparadze nyika yakanga igere vaRubheni navaGadhi. Viz kapitola |