Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari navatungamiriri vaya vakadzokera zvavo kunyika yeKanani neshoko kuvaIsiraeri vachibva kunyika yeGereadhi kune vokwaRubheni nevokwaGadhi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Ipapo Pinehasi, mŋanakomana waEreazari muprista, namacinda ʋakabva kuʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi, panyika yeGireadi, ʋakadzokera kunyika yeKanani, kuʋana ʋaIsraeri, ʋakaʋadzosera shoko iro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Ipapo Pinehasi, mwanakomana waEreazari mupristi, namachinda vakabva kuvana vaRubheni navana vaGadhi, panyika yeGireadhi, vakadzokera kunyika yeKenani, kuvana vaIsiraeri, vakavadzosera shoko iro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari navatungamiriri vaya vakadzokera zvavo kunyika yeKanani neshoko kuvaIsiraeri vachibva kunyika yeGereadhi kune vokwaRubheni nevokwaGadhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari navatungamiriri vaya vakadzokera zvavo kunyika yeKanani neshoko kuvaIsiraeri vachibva kunyika yeGereadhi kune vokwaRubheni nevokwaGadhi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Ipapo Finehasi, mwanakomana waEreazari muprista, navatungamiri vakadzokera kuKenani, vachibva kumusangano wavo navaRubheni navaGadhi muGireadhi uye vakandozivisa vaIsraeri zvakanga zvaitika.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 22:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy