Joshua 22:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari akataurira vokwaRubheni nevokwaGadhi nevokwaManase achiti, “Nhasi tazoziva kuti Tenzi ari pakati pedu nokuti hamuna kuzviita muchipandukira Tenzi. Zvino mazonunura vaIsiraeri mumaoko aTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Pinehasi, mŋanakomana waEreazari muprista, akati kuʋana ʋaRubeni, nokuʋana ʋaGadi, nokuʋana ʋaManase: Nhasi tinoziʋa kuti Jehova uri pakati peɗu, nokuti hamuna‐kuɗarikira Jehova pacinhu ici; makarwira ʋana ʋaIsraeri ɀino paruʋoko rwaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Pinehasi, mwanakomana waEreazari mupristi, akati kuvana vaRubheni, nokuvana vaGadhi, nokuvana vaManase, “Nhasi tinoziva kuti Jehovha ari pakati pedu, nokuti hamuna kudarikira Jehovha pachinhu ichi; makarwira vana vaIsiraeri zvino paruoko rwaJehovha.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari akataurira vokwaRubheni nevokwaGadhi nevokwaManase achiti, “Nhasi tazoziva kuti Tenzi ari pakati pedu nokuti hamuna kuzviita muchipandukira Tenzi. Zvino mazonunura vaIsiraeri mumaoko aTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari akataurira vokwaRubheni nevokwaGadhi nevokwaManase achiti, “Nhasi tazoziva kuti Tenzi ari pakati pedu nokuti hamuna kuzviita muchipandukira Tenzi. Zvino mazonunura vaIsiraeri mumaoko aTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Zvino Finehasi mwanakomana waEreazari, muprista, akati kuna Rubheni, Gadhi naManase, “Nhasi tinoziva kuti Jehovha ari pakati pedu, nokuti hamuna kutadzira Jehovha pachinhu ichi. Zvino madzikinura vana vaIsraeri paruoko rwaJehovha.” Viz kapitola |