Joshua 22:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 asi kuti ive chapupu pakati pedu nemi, uyewo chigozova chapupu pakati pezvizvarwa zvedu zvichauya.’ Chive chinhu chokutipupurira kuti isuwo tinonamata Tenzi kunzvimbo yake tsvene nemipiro yedu yokupisa nezvibayiro zvedu nemipiro yedu yokuwadzana tichiitira kuti mangwana vana venyu vanozoti ‘Chenyu muna Tenzi hapana.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 asi ciʋe capupu pakati peɗu nemi, napakati paʋana ʋeɗu ʋanotiteʋera, kuti ticaita ɓasa raJehova pamberi pake neɀipiriso ɀeɗu ɀinopiswa, neɀiɓayiro ɀeɗu, neɀipiriso ɀeɗu ɀokuyananisa, kuti ʋana ʋenyu ʋarege kuzoti kuʋana ʋeɗu paŋguʋa inoʋuya: Hamunomugoʋe kunaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 asi chive chapupu pakati pedu nemi, napakati pavana vedu vanotitevera, kuti tichaita basa raJehovha pamberi pake nezvipiriso zvedu zvinopiswa, nezvibayiro zvedu, nezvipiriso zvedu zvokuyananisa’, kuti vana venyu varege kuzoti kuvana vedu panguva inouya, ‘Hamuna mugove kuna Jehovha.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 asi kuti ive chapupu pakati pedu nemi, uyewo chigozova chapupu pakati pezvizvarwa zvedu zvichauya.’ Chive chinhu chokutipupurira kuti isuwo tinonamata Tenzi kunzvimbo yake tsvene nemipiro yedu yokupisa nezvibayiro zvedu nemipiro yedu yokuwadzana tichiitira kuti mangwana vana venyu vanozoti ‘Chenyu muna Tenzi hapana.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 asi kuti ive chapupu pakati pedu nemi, uyewo chigozova chapupu pakati pezvizvarwa zvedu zvichauya.’ Chive chinhu chokutipupurira kuti isuwo tinonamata Tenzi kunzvimbo yake tsvene nemipiro yedu yokupisa nezvibayiro zvedu nemipiro yedu yokuwadzana tichiitira kuti mangwana vana venyu vanozoti ‘Chenyu muna Tenzi hapana.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Asi kuti ive chapupu pakati pedu nemi uye napakati pezvizvarwa zvedu zvinotevera, kuti tichanamata Jehovha panzvimbo yake tsvene, nezvipiriso zvedu zvinopiswa, nezvibayiro uye nezvipiriso zvokuwadzana. Ipapo panguva inouya zvizvarwa zvenyu hazvingazoti kuzvizvarwa zvedu, ‘Hamuna mugove muna Jehovha.’ Viz kapitola |