Joshua 22:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Handiti Tenzi akaisa Jorodhani urwu kuti ruve muganhu pakati pedu nemi vokwaRubheni nevokwaGadhi, chenyu muna Tenzi hapana.’ Saka vana venyu vangazoregesa vana vedu kunamata Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Nokuti Jehova wakaita Joridani muganho pakati peɗu nemi, imi ʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi; hamunomugoʋe kunaJehova; naiɀoɀo ʋana ʋenyu ʋaŋgaregesa ʋana ʋeɗu kutya Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Nokuti Jehovha wakaita Jorodhani muganhu pakati pedu nemi, imi vana vaRubheni navana vaGadhi; hamuna mugove kuna Jehovha; naizvozvo vana venyu vangaregesa vana vedu kutya Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Handiti Tenzi akaisa Jorodhani urwu kuti ruve muganhu pakati pedu nemi vokwaRubheni nevokwaGadhi, chenyu muna Tenzi hapana.’ Saka vana venyu vangazoregesa vana vedu kunamata Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Handiti Tenzi akaisa Jorodhani urwu kuti ruve muganhu pakati pedu nemi vokwaRubheni nevokwaGadhi, chenyu muna Tenzi hapana.’ Saka vana venyu vangazoregesa vana vedu kunamata Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Jehovha akaita kuti Jorodhani uve muganhu pakati pedu nemi, imi vaRubheni navaGadhi! Hamuna mugove muna Jehovha.’ Saka zvizvarwa zvenyu zvingangokonzera kuti zvizvarwa zvedu zvirege kutya Jehovha. Viz kapitola |